DAI URIWE 2 is a gripping Zimbabwean love story that follows a promiscuous wife determined to rebuild her marriage after mistreating her husband. As she fights for forgiveness, she discovers that some mistakes come with painful consequences and that winning back lost trust is never easy. Directed by Director Slimaz, this emotional drama is filled with love, betrayal, heartbreak, and powerful life lessons inspired by shocking true stories. 🇿🇼 Zimbabwean Movies 2026 | Full Movie Don't forget to Like, Comment, Share, and Subscribe for more exciting Zimbabwean movies and original productions.
ADVERTISEMENT
Ngatidzidzei kuitira vanhu zvakanaka kuti tizoitirwawo zvakanaka, murudo tikatadzirana ngatikurumidze kuregererana umwe wedu asati achinja pfungwa nekuda kwekuomeserana. ANOWIRIRANA NENI NGATISIYEI MA LIKES
Vakadzi potai muchishanyira ana vamwene venyu chero kufona zvako
Where are you watching from?
Mukadzi waBen .Aionerwera nechibasa chake.asingasaoni murume sechinhu.vakadzi ngatidzidze kuva pasi pevarume vedu nguva dzose. Nekukoshesa mai vakakuzvarira murume.
Tsungi to the world 🎉🎉🎉🎉
Joburg SA
Big up ti Slimpro team bho manje.magona magona imimi.
*This is what we call EDUTAINMENT,,Thank you so much guyz tadzidza zvakawanda from this movie*
Bamunini ndovafarira veduweee 😂🎉 vakumirawo nagules chero vakambobhaizaaa
Wooo l have been waiting for a moment like this Sitting and watching part 2
Waiting for part 3
Mogona guys mese 🎉🎉🎉🎉❤❤❤
Munotigonera henyu slimaz tokufarirai
Kkkkk Bernad warambidzwa kusura nani 😂😂😂usadaro
Ukaita chakanaka wazviitira ukaita chakashata wazviitira 😢Eps3 iriko hr
Sigonele guys watching from America🎉🎉🎉
Bamunini vahombe nevadiki to the wee🎉🎉
Thank you so much team❤❤❤❤❤❤❤
Munotigonera guys, makanyanya. Totenda ❤❤❤🎉🎉🎉
54:48 home and away 😂😂😂