Can you add different actors/actress or bring some of the old ones back plis same faces every movies azonyanya but good storylines
micheal.turner2 weeks, 4 days ago
Zvidzidzo 1. usadadira hama yako , nekuti iye wakamuti hapana dzimwe nguva anozvitora ne pamwe tisadadirana. 2. kuromba kwakashata , kune jambwa namakuva pasi. 3 . KUTYA MWARI , KUNAMATA NDO SOLUTION, mukuoma kwese tivimbe na MWARI , GOD IS ALWAYS THE BEST AND HIS MIRACLES AMEN ❤❤❤
N
nicholas_bell2 weeks, 4 days ago
*The storyline is great* 😂😂😂😂 *but shena iyo nhai Baba mishie mabva masvuurwa nenhamo 2 mins kudaro* 55:06
V
victoria_elliott2 weeks, 4 days ago
amai vevasikana vakapfava shem , even in real life, I love u mommy vedu
Ndaona comment yanzi musaise ma new actors mm zviri wrong everyone needs to use their chance kana vaiwanawo iwewe ukatoenda une chipowo u can also Join nhy don't say that
Can you add different actors/actress or bring some of the old ones back plis same faces every movies azonyanya but good storylines
Zvidzidzo 1. usadadira hama yako , nekuti iye wakamuti hapana dzimwe nguva anozvitora ne pamwe tisadadirana. 2. kuromba kwakashata , kune jambwa namakuva pasi. 3 . KUTYA MWARI , KUNAMATA NDO SOLUTION, mukuoma kwese tivimbe na MWARI , GOD IS ALWAYS THE BEST AND HIS MIRACLES AMEN ❤❤❤
*The storyline is great* 😂😂😂😂 *but shena iyo nhai Baba mishie mabva masvuurwa nenhamo 2 mins kudaro* 55:06
amai vevasikana vakapfava shem , even in real life, I love u mommy vedu
Tisvikewo pano 🎉🎉🎉Director wedu senyika
Wig na Wig mai Mitchell to the world 🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤
Imbobatanai namama nakai tsuro mukoma mese mondigonera
Nhamo inotisvitsa pakawoma chokwadi
Thank director Good piece❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ maruva enyu ayo 🎉🎉🎉
thank you director and team
Team slimaz madii ❤❤❤❤yaaaah apa tadzidza chokwadi munhu mira namwari chete pakurarama chero zviome mwari havasiiwe mangwana vanokusunungura chete ukada kutsvaga dzimwe nzira dzekurarama dzinoanduka mangwana mwana aigara achiudzwa naamai vake kuti mirai pana mwari
Nhamo inotipinza muna taisireva
Gogoyi pamutambo wedu 🎉🎉🎉❤
Ndaona comment yanzi musaise ma new actors mm zviri wrong everyone needs to use their chance kana vaiwanawo iwewe ukatoenda une chipowo u can also Join nhy don't say that
Thank you Slimaz makagona ichi chidzidzo chakaoma
Guys murikurova henyu Keep that 🔥
Munogona veduwee 🎉❤
Ini handichakwereti munhu hembe
❤❤ guys munogona cchaiko
I love the storyline