Tendai Part 3 Mwana Anoda Kuziva Dzinza Rake
ADVERTISEMENT
Comments 100
aliciabloom16:
Varikuti sekuru ndoomuridzi wemwana huyai tinzwe am smellin…
More Like This
56:44
Full Episode: Pinoy Big Brother Celebrity Collab Edition 2.0 | OCTOBER 24, 2026
Entertainment
21.1k
0
1:37
Eeeii Legendary J A Adofo Honored at Ghana Legends Awards
Entertainment
977
0
0:17
Kawaii Girl Friend #sigma #funny #comedy
Comedy
20.3k
0
23:41
NAKUJA EPISODE [ 71 ] FULL HD
Entertainment
4.3k
0
22:50
NAMANDA Ep20
Entertainment
3.2k
0
1:06
A Horrifying Parasite...
Entertainment
102.3k
0
0:48
Picking up my SIBLING from SCHOOL while playing EMBARRASING music😭✌️ #youtubeshorts #cringe #school
Entertainment
16.6k
0
0:16
Sorry i shouldn't laugh 😭😂. 🎥 by: lingyi0593 IG
Entertainment
255.4k
0
You've reached the end
Varikuti sekuru ndoomuridzi wemwana huyai tinzwe am smelling makunakuna again 😢😢😢😢
Haaaa, varikuti pano paita *Stany, Diana na Mike Prt 2* Let's gather here!!
Vana sekuru murimbwa dzevanhu
Ngapawe nemutemo vekuti aramba kuudza Mwana baba vake ngaasungwe.
Vanoti handei tinobatsira Tendais KUROVA vangu ava is ai Like. Amai ava is a rebel. Gudo guru péta muswe kuti VADIKI Vakuremekedze. Mwana hapana mhosva. Mai abusive in the name of being mai but abusive. Sekuru van enge vadyawo Bota kuhanzvadzi. Sorry but he is not helping at all
Sekuru ndivobaba vako Tendai
uuu mwana uyu abva kure hakuna anomirawo naye
Musadzora tsvimbo kusvika vakuudzai kunedzinza renyu, sekuru vanogona variivo baba
Ungaudze mwana ari grade 5 mashoko akadaro, mai vane Moyo wakaipa
KO kungoudza mwana kuna baba vake vana amai chii chaizvo ini ndinonzwa hash mufunge
Ini ndinofunga kuti ngapaite mutemo unoti amai singadi kudza mwana dzinzarake tenherai kuJeri
Sekuru ndobaba ndatozviona
papindira brother iyo ine rasta ndabatikana so painful 😢😢😢😢 rasta urimbwa everyday na6 AM
two wrongs doesn't make a right
Asi sekuru vakafanana naTendai
Makahura kunyepa here kana musina kuhura maitaura
Imi kambuya rohwai rova wozobatsirana nababa vako kuvaripa
Imi mbuya munyere udzai mwana kwababa vake nxaaa iro zimurume ropindira nyaya yarisingazive kunge rauvapo pavakararwa
Asi mai i definition yemupengo awa wakakoshesa murume kupa mwana cup yemushonga kt afe
Zvaaoma hazvo Mwari muripiko ndarwadziwa