Sugar Sugar atorerwa mota yaakapiwa naSir Wicknell
ADVERTISEMENT
Comments 71
victoire_chrétien:
Ndini Nani tasiririswa na sugar sugar shem
More Like This
3:58
⚽ Aston Villa 2-1 Manchester City [HIGHLIGHTS] Premier League 26/27 ✅ | Match Simulation/Recreation
Sports
491
3
1:43
ARSENAL v EVERTON | Premier League highlights
Sports
461
20
1:06
Was he cheating with his ears... ?
Sports
0
0
2:45
Aston Villa v Manchester City | Highlights | Premier League 2026/27
Sports
824
0
8:51
RASMI ALLY KAMWE ATOA TAARIFA KUACHANA NA KOCHA MANQBA /TUTATANGAZA KOCHA MPYA HIVI KARIBUNI
Sports
78
10
26:26
GB 64 ACHEKELEA SARE YA YANGA, GAP POINT 5 KILELENI, KADI NYEKUNDU
Sports
295
0
0:32
Ranking The Best Football Moments 🥶🔥
Sports
11.0k
20
2:07
Bobb magic seals the win! 🙌 | Coventry 0-1 Fulham | Premier League 2026/27
Sports
974
0
You've reached the end
Ndini Nani tasiririswa na sugar sugar shem
Sugar sugar arikuda kubirwa mota.
Baba sweet pamakapiwa mota makapiwa nemari maizopiwa mari sei iyo yakakweretwa
Mbavha dzevanhu chete pa Harare
Dzaambavha dze Zim, vanhu ivavo.
Takambotaura tikati vanhu vese ngavadzosere vachaparara nemota dzekuromba idzi
Zvakawoma zvemuzimbambwe sekuru vangu ndarwadziwa
Imbavha idzo DJ Ola 7 afona, vakati hatina kufona Mbavha idzo uuuummm
Vanhu vanoiteyi Sugar sugqr
Mudododo to the fullest 💯 ❤🎉
Ndosaka Winky D akati siya
😂😂😂😂😂 hanzi ndatonetawo nazvo
HARARE YAKAZARA MBAVHA ..DAYI USINA KUBUDA PACHENA WATOTORERWA NEVAKOMANA EPA HARARE....
A ngaasabvume
pmwe pcho tendai Mwari baba mozivs kti dzaibvepi hre mota dzacho
Baba vachipanga hamuna kuba zvinhu zvakasiya zvaitwa nemufi hazvichinjiwe
Urikunyeperwa vanoda kukubira mota usaenda nayo
Ndeip Sugasuga. Mairos Iweee💃
Ndiwo anonzi madhisinyongoro manje 😂
Ko manager uyo bhoo hre panoda kuonekwa